Kwadhokota tiri kambani yehutano, hatisi vanadhokotera asi tinoseenza pamwechete.Tine masipoti atinoita sekumhanya nenhabvu kuti tinzwisise hutano hwedu tichishandisa tekinoroji. Tinodazvakare vabatsiri ma volunteers emitambo , mabasa anobhadhara zvichiyenda ne kontrakt yesipoti yacho. Ma volunteers aya anotibatsira kusumudzira chipatara chevana , vachitisumudzira zvakare kwavanokwikwidza. Kambani yedu hayiwane rubatsiro kubva kunaani zvake takazvimirira.