Hutano ibudiriro.
Hutano ne budiriro..
Kwadhokota tinemitambo yemasipoti yatinoongorora hutano hwedu ne tekiniki kana kuti tekinoloji ye infomatiki dzehutano.Mitambo iyi inobatsira iwe munhu hutano hwako , nevana vachada batsiroyaana chiremba nekuti iyi i non profit yevana vanoshaya. Kupinda mitambo iyi paunenge unenguva kunobatsira kusumudzira hutano hwako ne hwevana.